Oliver Mtukudzi - Menzva Kudzimba paroles de chanson

paroles de chanson Menzva Kudzimba - Oliver Mtukudzi




(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Masvosve muromo mumwe kutama otembedzana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Masvosve muromo mumwe kutama otembedzana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Semhara mazwi chirwirangwe
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Semhara mazwi chirwirangwe
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Nhai nhingi, pota neko tisangane, iwe tana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Nhai nhingi, pota neko tisangane, iwe tana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Chaita vamwe iwe dzvoko
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Chabata mumwe esvetewa
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Chabata mumwe godo
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
(Menzva kudzimba)
Masvosve muromo mumwe kutama otembedzana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Masvosve muromo mumwe kutama otembedzana
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Hurefu hwemudzinza
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
(Menzva kudzimba, menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimbawo (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimbawo (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimbawo (menzva kudzimba)
Menzva kudzimba (menzva kudzimba)
Menzva kudzimbawo (menzva kudzimba)





Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.