Oliver Mtukudzi - Ndagarwa Nhaka paroles de chanson

paroles de chanson Ndagarwa Nhaka - Oliver Mtukudzi



Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera(×4)
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera (×4)
Ndawana wekuchemera
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira
Nekuyemera
The end...



Writer(s): Mtukudzi Oliver Dairai


Oliver Mtukudzi - Greatest Hits - The Tuku Years
Album Greatest Hits - The Tuku Years
date de sortie
07-04-2002




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.