Oliver Mtukudzi - Wabarira Vamwe paroles de chanson

paroles de chanson Wabarira Vamwe - Oliver Mtukudzi



Hona kubara mwana kubarira vamwe
Haiwa kubara mwana kubarira vamwe mufunge
Hona wabara mwana wabarira vamwe, hiye
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona kubara mwana kubarira vamwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona wabara mwana wabarira vamwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Inga kubara mwana kubarira vamwe ndeha
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona wabara mwana wabarira vamwe, mufunge
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Aiwa wabara mwana wabarira vamwe hiye
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anokuteerera, inga mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe) tore sendeke
Hona unekupasa gudza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Hona anekupembedza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anekukudza pasi pano, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Kana anekubikira, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anekuteerera mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
Anekuteerera mwana wemumwe
Wepasa mazano, wevamwe tore shandisei
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
Mwana wemumwe
Tore shandise
Tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Tore shandise, tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anokuteerera mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Anekupasa gudza, mwana wemumwe
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Wako wekubereka, iye tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Tore shandise
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Mwana wemumwe
Tambi sendeke
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Mwana wemumwe
Tore shandise
(Kubara mwana wabarira vamwe)
Mwana wemumwe
Tambi sendekei




Oliver Mtukudzi - Rudaviro
Album Rudaviro
date de sortie
24-02-2012




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.