Oliver Mtukudzi - Watitsvata paroles de chanson

paroles de chanson Watitsvata - Oliver Mtukudzi



Shami!
Shami! Shamiso uwo, apa nhasi wandigona
Shami! Shamiso uwo, apa nhasi wanditsvata
Shamiso, Shamiso mwananguwe, apa nhasi wandigona
Ndichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata)
(Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata)
(Ndichakutengera pata-pata)
Shami, Shamiso mwananguwe, apa nhasi wanditsvata
Toti makorokoto, makorokoto wagona, apa nhasi watitsvata
Ndoti makorokoto ini, makorokoto wachata, apa nhasi watitsvata isu
Tichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) re-red
(Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata)
(Ndichakutengera pata-pata)
Toti makorokoto, makorokoto wagonakani, aah
Ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka
Ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka
Toti makorokoto, makorokoto wagona, apa nhasi wandigona mwanangu
Ndoti makorokoto ini, makorokoto wachata, apa nhasi watitsvata isu vedzinza
Toti makorokoto, makorokoto mwananguwe, apa nhasi watitsvata
Tichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata)
(Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata)
Ndokutengera sliper (ndichakutengera pata-)




Oliver Mtukudzi - Sarawoga
Album Sarawoga
date de sortie
28-09-2012




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.