paroles de chanson Totutuma - Oliver "Tuku" Mtukudzi
Rwendo
runo
wadadisa,
inga
watipembedza
Kupembedza
dzinza
reseDzinza
rese
rotutuma
Budiriro
yako
ndeyeduwo,
iwe
muzukuru
Kanhondo
Hona
sahwira
otambe
ngoma
Wazvinzwaka
iwe,
wandinzwaka?
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka,
mazvinzwaka?
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Mazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Gore
negore
ndezvenyu,
ini
kupururudzira
vamwe
Nguva
nenguva
ndezvenyu,
ndongopururudzira
vamwe
Nhasi
uno
ndezvanguwo,
iwe
muzukuru
Kanhondo
Honaka
nhasi
ndezvangu,
hona
sahwira
otambe
ngoma
Haa
wandinzwaka
iwe,
wazvinzwaka
iwe?
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Mazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Mazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Gore
negore
ndezvenyu,
ini
kupururudzira
vamwe
Nguva
nenguva
ndezvenyu,
ndongopururudzira
vamwe
Nhasi
uno
ndezvanguwo,
hona
muzukuru
Kanhondo
Nhasi
uno
ndezvangu,
iwe
sahwira
wotambe
ngoma
Haa
wazvinzwaka
iwe,
wandinzwaka
apa?
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Mazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri,
wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Mazvinzwaka?
(Wazvinzwaka
iwe?)
Rwendo
runo
wadadisa,
chokwadi
watipembedza
Kupembedza
dzinza
rese,
dzinza
rese
rotutuma
Budiriro
yako
ndeyeduwo,
iwe
muzukuru
Kanhondo
Hona
sahwira
otambe
ngoma
Haa
wandinzwaka
iwe,
wazvinzwaka
apa?
Nhasi
ndezveduwo
Itai
makorokoto
gorokoto
kwatiri
Wedu
wadadisa
Wazvinzwaka?
1 Dama Rinetapira
2 Hariputiwe
3 Chara Chimwe
4 Totutuma
5 Wagona Fani
6 Changu Chii?
7 Ungamugone
8 Pawatsiurwa
9 Vanereva Nepasipo
10 Budiriro
11 Pakasimbwi
12 Unetyei?
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.