paroles de chanson Kunze Kwadoka - Oliver Mtukudzi
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Nhai
mwana
wanga
unani?
uripi?
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Nhai
mwana
wanga
unani?
Uripi?
Perekedza
mwana
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwana,
perekedza
mwana
iwe
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwanasikana,
perekedza
Sheri
iyo
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Nhai
mwana
wanga
unani?
Uripi?
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Nhai
mwana
wanga
unani?
Uripi?
Perekedza
mwana,
perekedza
mwana
iwe
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwanasikana,
perekedza
bhebhi
iro
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Mai
vanoti
mwana
wangu
wanga
uripoko
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Mai
vanoti
mwana
wangu
wanga
unaniko
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwana,
perekedza
mwana
iwe
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwanasikana,
perekedza
mwana
uyu
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Ndamba
kuudzwa
yakaonekwa
nembonje
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Ndamba
kuudzwa
yakaonekwa
nembonje
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwana,
perekedza
mwana
iwe
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Perekedza
mwanasikana,
perekedza
mwana
uyu
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Nhai
mwana
wanga
unani?
Uripi?
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Nhai
mwana
wanga
uripi?
Unani?
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
Nhai
mwana
wanga
unani?
Uripi?
Zuva
ravira
kunze
kwadoka
1 Todii
2 Kwawakabvu
3 Chengetai
4 Haidyoreke
5 Kunze Kwadoka
6 Neria (Solo Acoustic Version)
7 Kusekana Kwanakamba
8 Mutorwa
9 Madzongonyedze
10 Zimbabwe (Live)
11 Munoshusha
12 Handiro Dambudziko
13 Gondo
14 Hatida Hondo
15 Ndikarangarira
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.