Tocky Vibes - Ita Undide paroles de chanson

paroles de chanson Ita Undide - Tocky Vibes



Hesi kani Baby
Hmmm mmm
Hesi kani
Haa ndisiye ndiwe ani ko iwe?
Haundizive here?
Handikuzive ini
Ndini kaaa O'gashh
Haa wekupiko
Mira unzwe
Ndini ndinonzi Tocky Tocky
Ukaziva nezvangu hauzombodi mbodi
Ndine twunhu twangu
Asi hauzvione
Ndine tunhu mani usaita seusinga one
Usandionere mugirazi
Ndokuchinjira life totari
Chimbonzwa izvi
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Nekuti ndini ndakasimudza Jah Prayzah
Ende ndini muridzi wedendera
Ende gitare ra Baba Sharo rinorira
(Cough cough)
Raita sei?
Ndini ndakavatengera ndogotadza nei kukurera
Usaone ndine mota yakasara
Kuitira tingofanana
Ndikaratidza zvandiri
Kumba handizomborara
Chingoita chingoita chingoita undide baby ndiku chinje
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Rume risinganyepe ndozviziva hariroore
Ndini hwani rume rine chokwadi chizere
Chinoita semanyepo ida uzvi wonere
Ndoimba zvenhamo asi ndozvandiri here?
Baby ndaiona nhamo yevamwe ndikati ndikavaimba hmm ndingawanze
Upenyu wangu ndeuhwu handizviwanze
Ndini muridzi we 4 may shops
Gara wandida chop chop
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje
Ahh this guy
Shaaa
Your lines are so 1942
But you're so cool zvako
I like i like
Ahh ndahwina
Ndoda, kutanga nekukuzivisa
Asi, ndaida kukuchengeta
Kuti runako rwako rusashaye basa
Chitoita undide, baby ndiku chinje




Tocky Vibes - Toti Toti
Album Toti Toti
date de sortie
01-10-2015




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.