Tocky Vibes - KuHope paroles de chanson

paroles de chanson KuHope - Tocky Vibes

Heeee tocky vibes eeee
Ohhh gashh ahhh hooooo
Takasangana kuhope,
Achifambira nechekumakore,
Ndakamhanya sendanzi huya utore,
Kwaive kuvavarira mambure,
Semunhu asina zvekutaura,
Ndakasvika ndichibhaiza kukamhina,
Ndokumbira dayi manditumbura,
Akakotama sewoda kundibhabhura,
Ndakadawo kumubata, nechekumusana,
Hii hii ahh ahh, zvandakabva ndanzwa
Zvikanzi u u u uuuuu,
Ndezvega zvandakabata,
Ndotiwo (whistle by 6), pamwe ndokutaura kwemunhu ada,
Hooo uuuu wooo ohhhh, Zvairi ngirozi yandakabata,
Ndaona kupenya kwechiso, Ndodavira ndisina kudanwa,
Akandidhonza achida ndiende kudenga,
Ndaigotyei ndine gemenzi randakapfeka,
Ndichinosvika pamusuwo, ndopandakaona iyi nzvimbo haisiriyo,
Inini, ndakatanga kudzoka shure,
Ndichimudhonzawo mukadzi handingamusiye,
Akati huya tipinde, ndomumba medu asi hauzvizive,
Maziso ake anga asingatarisike, achipenya kana moto haumbosvike,
Chete manga musipo saka hamumbozvibvume,
Ndozoenda nemi mundifungidze,

Aiwa handipinde, ngatimbomira pano,
Iwe hautye ko ndokumaraini kwako, mm mm mmm
Tasangana nhasi, wotoda ndione baba vako,
Inini, ini ndinotya kufa,
Akandi bhabhaisa, chidzokera kumba,
Ndopandakapepuka, ndichinzwa kutya,
Pandakamuka, ndakabvarura machira,
Ndanga ndabata, dayi ndisina kusiya,
Munzeve ndichinzwa maungira,
Karwiyo kachirira kuti uuu uuu uu ewuwee ehhh
Zvikanzi u u u uuuuu,
Ndezvega zvandakabata,
Ndotiwo (whistle by 6), pamwe ndokutaura kwemunhu ada,
Hooo uuuu wooo ohhhh, Zvairi ngirozi yandakabata,
Ndaona kupenya kwechiso, Ndodavira ndisina kudanwa,
Zvikanzi u u u uuuuu,
Ndezvega zvandakabata,
Ndotiwo (whistle by 6), pamwe ndokutaura kwemunhu ada,
Hooo uuuu wooo ohhhh, Zvairi ngirozi yandakabata,
Ndaona kupenya kwechiso, Ndodavira ndisina kudanwa,
Akandidhonza achida ndiende kudenga,
Ndaigotyei ndine gemenzi randakapfeka,
Ndichinosvika pamusuwo, ndopandakaona iyi nzvimbo haisiriyo,
Inini, ndakatanga kudzoka shure,
Ndichimudhonzawo mukadzi handingamusiye,
Akati huya tipinde, ndomumba medu asi hauzvizive,
Maziso ake anga asingatarisike, achipenya kana moto haumbosvike,
Chete manga musipo saka hamumbozvibvume,
Ndozoenda nemi mundifungidze,
Zvikanzi u u u uuuuu,
Ndezvega zvandakabata,
Ndotiwo (whistle by 6), pamwe ndokutaura kwemunhu ada,
Hooo uuuu wooo ohhhh, Zvairi ngirozi yandakabata,
Ndaona kupenya kwechiso, Ndodavira ndisina kudanwa,

Tocky Vibes - Toti Toti
Album Toti Toti
date de sortie
01-10-2015

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.