Trevor Dongo - Ndawana Zano paroles de chanson

paroles de chanson Ndawana Zano - Trevor Dongo



Ndati ndikuudze terera shoko
(Uuhh uuhh)
Ndatarisa chiso chako
Ndikaona kupenya penya
(Mufaro wacho haungaubate)
Wadzikamiswa nerangu shoko rine mavara mashomashoma
(Baby uuhh)
Asi zvarinoreva ndizvo zvineudzamu
Moyo wangu watora pfungwa dzangu
(Ndati ndigare ndareva zviri mupfungwa dzangu)
Ndati ndikuudze terera shoko
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Kuseniseni apo zuva rodongorera nyika
Uchazopepuka ndiri pamukova ndichigogodza
Mudiwa muka unzwe
Kufefetera kwekamhepo kari pano
Ooooh
Usazvityee
Mumaoko angu muzere nerudo, nerudo
Mudiwa hande(eeeh)
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
(Ndazowana zano (ooooh)
Kuti ndive newe, kuti ndive newe
Babie ndawana zano
Babie ndawana zano(ooooh)
(Uuuuh uuuhh)
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande
Tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
(Mudiwa hande
Tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande
Tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano)



Writer(s): trevor dongo


Trevor Dongo - First Verse
Album First Verse
date de sortie
17-02-2012




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.