paroles de chanson VAFARISI - Winky D feat. BAZOOKA & POPTAIN
To
di
world
again
(Bazooker)
YardBoi
(Jah
know)
Ngoma
nda-recorder,
nda-mixer,
nda-master,
hanzi
havachada
ma-demo
But,
haisi
danger
ndiri
Gafa
rinoteedzera
mutemo
Tora
ma-picture
Bhobho,
zvirikuitika
ihobho
Dai
Mwanakomana
aripo,
mvura
mukutidira
yachinjwa
kuitwa
wine
Zvimoko
zvonwira,
mangoma
orira,
zvobva
zvatanga
kuita
whine
Nekuti
pano-
Tiri
vafarisi,
chedu
kufara
Tiri
vafarisi,
musatiridzira
mabara
Nekuti
party
inoyi,
i-gap
re-happy
Party
inoyi
i-zhet
rekubvisa
stress
Tinawo
ma-shots
nema-bomber
asi
edu
to-diluter
ne-Soda
Ariko
ma-Quarts
haikona
kunyara
kana
uchida
zvekufara
pinza
bvoda
Kumwa
zvato-afforda,
vanhu
vachijamba
ngoma
kunge
border
Vamwe
vofarisa,
vavekufaisa
vakavhara
chiso
kunge
Zobha
Ndiyani
iyeye?
Hapana
amuziya
Ndichamubata
pa-Social
Media
Nda-order
tank
remakoovha
Pauya
ka-pickup
ndinenge
ndarigiwa
Vabereki
vave
kumusha,
havasi
amai
va-sponser
party
Taita
kanzatu-kanzatu,
tadhonza
party
(Ooh,
heya,
yeah)
hatimiswe
happy
(No,
no,
no,
heya,
yeah)
ukaona
takuti
one
chibhodhoro
Two
zvibhodhoro,
three
zvibho-
Four
zvibhodhoro,
five
zvibhodhoro,
six
zvibho-
Tiri
vafarisi,
chedu
kufara
Tiri
vafarisi,
musatiridzira
mabara
Oskid,
party
inoyi,
i-gap
re-happy
Party
inoyi
izhet
rekubvisa
stress
Kufara
kwacho
hakuvanzike
Tikatanga
panze
topedzera
indoor
Ndadonha
hwahwa
haupunzike
Tipei
putty
nyangwe
pasina
window
Panapa
pa-party
kubva
masikati,
hapana
slogan
Foreign
paparazzi
mamwe
ma-party
haana
door
mhani
Hona
hutsi
harisi
tear
gas
MaBuyerman
asina
fear
nhasi
Ndaona
zvimoko
zveKelaz,
zvitore
picture
updater
status
Kuprezha
kubasa
tiri
ma-workers
Bhobho
azviramba
hatidi
ma-haters
Panoda
vemudanga
chete,
ndopatombokurukura
family
matters
Vabereki
vave
kumusha,
havasi
amai
va-sponser
party
Taita
kanzatu-kanzatu,
tadhonza
party
(Ooh,
heya,
yeah)
hatimiswe
happy
(No,
no,
no,
heya,
yeah)
ukaona
takuti
one
chibhodhoro
Two
zvibhodhoro,
three
zvibho-
Four
zvibhodhoro,
five
zvibhodhoro,
six
zvibho-
Tiri
vafarisi,
chedu
kufara
Tiri
vafarisi,
musatiridzira
mabara

1 Dzimba Dzemabwe
2 SHAKER
3 CHAURUKA
4 IBOTSO
5 HIGH GRADES
6 URERE
7 DREAMS
8 PETER FRIEND
9 NHERERA
10 TEARS
11 VAFARISI
12 MUSPIRIT
13 XYZ
14 GONYERA
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.