Winky D - Paper Bag paroles de chanson

paroles de chanson Paper Bag - Winky D



Hoooooh paper bag
Kwete regrocerie paper bag
Rakatakura paper bedzi
Magreen aya oskid worker maths
Tk Gafa rapinda vadhabhura
Isa zvinwiwa patafura
Waiter ndisaver, paper handishave
Tisu madhara Takura
Ukandiona ndichifamba nemagoons angu
Ita low ndirikurova bag
Haikona kunditedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag
Zvimawaya waya keep change
Zvima 50 50 keep change
Zvima 20 izvo no change
Subhura zvima 10 ma5 pabench
Ukandiona ndichifamba nemagoons angu
Ita low ndirikurova bag
Haikona kunditedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag
Zvimawaya waya keep change
Zvima 50 50 keep change
Zvima 20 izvo no change
Subhura zvima 10 ma5 pabench
Ndeipi babe une Gucci bag igenuine
Here kanabootleg thousand iro shaker
Boot bedzi une tsvigiri fanika kuchiredzi
Makoso awanda ndaisa fone mundege
Tora picture neiphone unditag
Tk Gafa ndagara handina pressure
Saka handina kuuya pano kuti undijege
Ma5 ma10 20 (kwete kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete chete pano)
Ma5 ma10 20 (kwete kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete chete pano)
Ukandiona ndichifamba nemagoons angu
Ita low ndirikurova bag
Haikona kunditedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag
Zvimawaya waya keep change
Zvima 50 50 keep change
Zvima 20 izvo no change
Subhura zvima 10 ma5 pabench
Ukandiona ndichifamba nemagoons angu
Ita low ndirikurova bag
Haikona kunditedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag
Zvimawaya waya keep change
Zvima 50 50 keep change
Zvima 20 izvo no change
Subhura zvima 10 ma5 pabench
Magreen vakufunga kuti mafake notes
Usaite godo huya take note
Ndirikupenya handidzime kunge magetsi
Muroad ndavakumberi ndavakutaura spaghetti road
Ndakati dzika dzaka dzika ngirozi
Kutambura handichada ndakabika voice ndamirakuspender ndaisa nyika
Papause Vefinance vafona handisi kupika macalls
Ma5 ma10 20 (kwete kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete chete pano)
Ma5 ma10 20 (kwete kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete chete pano)
Ukandiona ndichifamba nemagoons angu
Ita low ndirikurova bag
Haikona kunditedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag
Zvimawaya waya keep change
Zvima 50 50 keep change
Zvima 20 izvo no change
Subhura zvima 10 ma5 pabench



Writer(s): Wallace Chirumiko


Winky D - Paper Bag
Album Paper Bag
date de sortie
01-11-2018




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.