Alexio Kawara feat. Tererai Mugwadi - Tinodanana текст песни

Текст песни Tinodanana - Alexio Kawara feat. Tererai Mugwadi



Umm, yeah, ooh yeah, yeah, oh Alexio
Alexio sha, Alexio sha
Kugara ndisinewe ini handitomboda
Zvandinongonzwa kana uripo sha
Handina mashoko ekutsanangura
Ndapengereka unondipfavisa
Pandorasika, unondidzora
Nerudo rwako, ndoona nzira
Mumaziso ako ndobva ndaziva
Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana
Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva
Tererai sha, Teri iwe sha
Ini handikurase iwe usatombotya
Wakandidzidzisa, rudo rwakadzama
Ukandiratidza zvandaisaziva
Ndasuruvara unondifadzisa
Ndokuda pedyo nyangwe ndafarisa
Mumwoyo wako ndowana rudo
Maziso ako anondiudza kuti
Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana
Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva
Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana
Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva
Mukurwara nemukusuwa, ndichamira newe
Muhutano nemukufara ndichange ndinewe
Hakuna chingatitadzisa kuti iwe neni tigare tose
Ini newe tinodanana (tinodanana) ngatisafe takasiyana (iwe neni)
Iwe neni (iwe neni) kudzamara (kudzamara) pakuguma kwenguva
Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana (takasiyana)
Iwe neni (iwe neni) kudzamara (kudzamara) pakuguma kwenguva
Danana (Tererai shaa)
Danana (Alexio shaa)
Danana (iwe neni sha)
Danana (tinodanana)
Danana (Tererai shaa)
Danana (Alexio shaa)
Danana (iwe neni sha)
Danana (tinodanana)
Danana (hoo danana)
Danana (tinodanana)
Danana (adanana)
Danana
Danana (danana)
Danana (danana)
Danana (danana)
Danana



Авторы: Alexio Kawara


Alexio Kawara feat. Tererai Mugwadi - Pfimbi Yangu
Альбом Pfimbi Yangu
дата релиза
21-04-2005



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.