Chiwoniso - Matsotsi текст песни

Текст песни Matsotsi - Chiwoniso



Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde ahindendende
Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi?
Ndofamba seiko ini nherera ndisina mari?
Vamwe votenga mota wonai vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani
Vamwe vovake dzimba shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah hwerendende
Mai-we vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Hwerendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde ahindendende
Ohoooo
Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi ini?
Ndati ndofamba seiko ini nherera
Handina mari
Wonai vamwe votenga mota
Mai-we vakagarika!
Ndiudzei kuti Mwari ndewani
Ah diko vamwe vovake dzimba
Shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah iye
Aha ah aha ah iyerere
Mai-we vondiuraya munyiko ino yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya munyika ino yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno matsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno matsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Hwerendende
Matsotsi,matsotsi, matsotsi,matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika) Matsotsi(vakagarika)
Matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika)
Matsotsi



Авторы: Chiwoniso Chaapocho Maxine Maraire, Adam Chisvo


Chiwoniso - Rebel Woman
Альбом Rebel Woman
дата релиза
01-09-2008



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.