Freeman HKD - Chakanaka текст песни

Текст песни Chakanaka - Freeman HKD

(Soldier, soldier) its nah wanna serious business Doctor
Chakanaka chakanaka wega bvuma
Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka
Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine
Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika
Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda
Wakagara wakadaro haurumwe mukaka asi varipo vanoumba daka
Vanofara vationa tawira mudhaka pasi, zita redu parinoshata
Havatimise kuita yatinoita, usamiswe kuita yaunoita
Varipo vanofara patinoimba, usapanicke Sunshine zvedu zvichaita
Usamiswe nevane daka, vanofinyamisa face taita chakanaka
Danger Zone chairo vakati rakadhakwa
Chavanokwanisa chete kuisa tsito mumukaka Sunshine
Chakanaka chakanaka wega bvuma
Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka
Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine
Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika
Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda
Kumberi ndokwatave hapana reverse
Saka ndipe kuno beat ndinyore verse
Takuita zvebusiness hapana chifesi
Saka usandidzore mira ndiconfesse
Varipo vanoruma vachifuridza
Mazhets atinenge takaronga vanoputitsa
Mafrenemy ngavaende very far, vanoda kuvhara mwena unotigutisa
Chakanaka chakanaka wega bvuma
Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka
Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine
Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika
Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda
Wakagara wakadaro haurumwe mukaka asi varipo vanoumba daka
Vanofara vationa tawira mudhaka pasi,zita redu parinoshata
Havatimise kuita yatinoita, usamiswe kuita yaunoita
Varipo vanofara patinoimba, usapanicke Sunshine zvedu zvichaita
Usamiswe nevane daka, vanofinyamisa face taita chakanaka
Ninja Zone chairo vakati rakadhakwa
Chavanokwanisa chete kuisa tsito mumukaka Sunshine
Varipo vanoruma vachifuridza
Mazhets atinenge takaronga vanoputitsa
Mafrenemy ngavaende very far, vanoda kuvhara mwena unotigutisa
Chakanaka chakanaka wega bvuma
Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka
Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine
Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika
Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda
From Me

Авторы: Emegy 'freeman Hkd' Chizanga

Freeman HKD - New Chapta
Альбом New Chapta
дата релиза
04-09-2022

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.