Текст песни Usanete - Freeman HKD
Soldier,
soldier,
soldier,
soldier
Oh-I,
oh-I,
oh-I
(Doctor)
oh-I,
oh-I
Pese
paunoputsika
simuka
Satan
oda
kukudherera
jamuka
Paunorota
hope
dzemunyama
pepuka
Zadzisa
zvaunoshuwa
nezvaunofunga
Usanete
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Haa,
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Hapana
anoziva
ramangwana
rake
Chinhu
chakanaka
chinotoshandirwa,
hachiuye
ne-one
day
Ita
zvaunoita
usanete,
ramba
nhamo,
ita
kwauri
isasvike
Zvinhu
hazvifambe
nezuva
rimwechete
Miyedzo
ikauya
pfugama
unamate
Ishe
vanoku-blesser
ukavatenda
Ende
vanoku-guider
kwaunoenda
Sunshine
usafe
wa-surrender,
zvinhu
pazvinorema
tarisa
kudenga
Usanete
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Haa,
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Mararamiro
anosiyana,
bata
pako
pawakapihwa
Usatore
usina
kukumbira
kana
kupiwa
Paunoti
zvarema
wasvika
pekugumisira
Samatenga
ndiro
gweta
richakumiririra
Usazvipe
pressure,
pashoma
paunapo
tenda,
shingirira
Ishe
vachaku-blesser,
Ishe
vachaku-blesser
Pese
paunoputsika
simuka
Satan
oda
kukudherera
jamuka
Paunorota
hope
dzemunyama
pepuka
Zadzisa
zvaunoshuwa
nezvaunofunga
Usanete
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Haa,
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Hapana
anoziva
ramangwana
rake
Chinhu
chakanaka
chinotoshandirwa,
hachiuye
ne-one
day
Ita
zvaunoita
usanete,
ramba
nhamo,
ita
kwauri
isasvike
Zvinhu
hazvifambe
nezuva
rimwechete
Miyedzo
ikauya
pfugama
unamate
Ishe
vanoku-blesser
ukavatenda
Ende
vanoku-guider
kwaunoenda
Sunshine
usafe
wa-surrender,
zvinhu
pazvinorema
tarisa
kudenga
Usanete
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Haa,
mu-life,
go
far,
kwaunoyenda
uchasvika
Ingori
time,
zvinoita,
Mwari
munhu
wese
vanopa
Mararamiro
anosiyana,
bata
pako
pawakapihwa
Usatore
usina
kukumbira
kana
kupiwa
Paunoti
zvarema
wafunga
pekugumisira
Samatenga
ndiro
gweta
richakumiririra
Usazvipe
pressure,
pashoma
paunapo
tenda,
shingirira
Ishe
vachaku-blesser,
Ishe
vachaku-blesser
Oh-I,
oh-I,
oh-I,
oh-I,
oh-I,
oh-I,
oh-I
1 New Chapter
2 Whatta Gwan
3 Usanete
4 Tondera
5 Vhaya
6 Sarura Wako
7 Chakanaka
8 Kusvika Ndafa
9 Mi Wah Money
10 Life Journey
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.