Freeman - Happy Time текст песни

Текст песни Happy Time - Freeman



Happy time happy time happy time
Happy time happy time
Stress free, hatisi kuda refree
Happy time happy time
CashLibs
Skiri ma baby
Happy time happy time
Nhamo takumboivisita
Maproblems takumbomadhibha
Happy time happy time
Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Lyan akabhidha
Hoooowo
Real top Gulleys
Kana tasvika zvatangidza
Hooooowo
Party wese CashLibs
Baby sheka zvawakapihwa namhamha
Ndanda-nda-nda ndaku...
You make me stammer ma-ma
Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba
Unedi-di-di ndatanga kukakama
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka
Saka ramba uchitwerka huya kuno
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno
HKD Boss
Happy time happy time
Nhamo takumboivisita
Maproblems takumbomadhibha
Happy time happy time
Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Layan akabhidha
Hoooowo
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza
Hooowo
Muparty wese mucashlibs
Kana une yako irimuwallet
Usingade kukwereta
Wosampler bloh bloh blo
Urireal top Gulleys
No prenop man
Wosampler bloh bloh blo
Tatanga kuspenda zvatakashanda
Fonera Tatenda Manyeruke naTawanda
Bakatoro naDoncal ku London
Asi usakanganwe jmp naFantan
Munhu wese istress free
Happy time happy time
Nhamo takumboivisita
Maproblems takumbomadhibha
Happy time happy time
Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja
Lyan akabhidha
Hooowo
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza
Hooowo
Muparty wese muchashlibs
Babe sheka zvawakapiwa namhamha
Ndanda-nda-nda ndaku...
You make me stammer ma-ma
Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba
Unedi-di-di ndatanga kukakama
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka
Saka ramba uchitwerka huya kuno
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno
HKD Boss
Happy time happy time
Nhamo takumboivisita
Maproblems takumbodhibha
Happy time happy time
Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Layan akabhidha
Hoooowo
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza
Hooowo
Muparty wese muchashlibs




Freeman - Doctor Vemagitare
Альбом Doctor Vemagitare
дата релиза
24-05-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.