Текст песни Siya - Freeman
Real
gallis
noh
tek
weh
freind
gal
ah
dat
wi
nah
do,
Loyalty
ah
weh
mi
seh
man
Yo
Hermish
Wahm
to
unnuh
man
trioman
yu
hear
mi
now
Siyaa
Silent
killer
Siya
Madhiri
akadaro
gara
wafushira
HK
Mount
Zion,
kana
ndikabata
muface
nechimoko
changu
ndomubvisa
ziso
(Definitely)
Ndizvoo,
zvinhu
zvinoparadzanisa
hukama
saka
ndaimba
this
song.
Panenge
pachitambira
docta
(siya)
Tamba
neni
kwete
nechimoko
changu
(siya)
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda
ngazvigume
muku
chiva
Wazviita
nekusaziva,
asi
ndikakubata
ndinongokukiya
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda,
ngazvigume
mukuchiva
First
verse
Ndikangozviziva
takutoguma
kutamba
Hatikumbidzane
babe,
setinokumbidzana
chamba
Tamba
neni
kwete
nechimoko
ndozviramba
Ukatozvingwarira
ndiko
kuguma
kwehukama
"Wanga
uchidei
pawamukumbira
number?"
"Ndanga
ndi
ndi
ndi
ndi..."
"Mira
kukakama,
seyi
uchida
kudya
zvausina
kushanda
Moyo
wako
wakasviba
kunge
ganda
reku
Ghana"
Zvimwe
zvese
ungabate,
laptop
kana
phone
asi
pa
chimoko
changu
relax
Pakawanda
patakapinda
sema
face
asi
pa
position
pawakutambira
hapasi
Panenge
pachitambira
docta
(siya)
Tamba
neni
kwete
nechimoko
changu
(siya)
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda
ngazvigume
muku
chiva
Wazviita
nekusaziva,
asi
ndikakubata
ndinongokukiya
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda,
ngazvigume
mukuchiva
Second
Verse
Hembe
yangu
ndinokupa
ukapfeka
Asi
ukabata
chimoko
hushamwari
tocheka
Mmmm
Ndangoti
ndikuudze
mukuseka
Ziso
rawamutarisa
naro
harina
kujeka
Mmmm
Eh
ndiri
Gallis,
asi
handitore
muskana
wemface
wangu
kwete
Kana
kana
kumutarisa
Hukama
hwakadaro
tohuvharisa
(H.KAY)
Panenge
pachitambira
docta
(siya)
Tamba
neni
kwete
nechimoko
changu
(siya)
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda
ngazvigume
muku
chiva
Wazviita
nekusaziva,
asi
ndikakubata
ndinongokukiya
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda,
ngazvigume
mukuchiva
Mount
Zion
Kana
ndikabata
muface
nechimoko
changu
ndomubvisa
Zisoo
Ndizvo
zvinhu
zvinoparadzanisa
hukama
saka
ndaimba
this
song
First
verse
(pasted)
Ndikangozviziva
takutoguma
kutamba
Hatikumbidzane
babe
setinokumbidzana
chamba
Tamba
neni
kwete
nechimoko
ndozviramba
Ukatozvingwarira
ndiko
kuguma
kwehukama
"Wanga
uchidei
pawamukumbira
number?"
"Ndanga
ndi
ndi
ndi
ndi...
Mira
kukakama,
seyi
uchida
kudya
zvausina
kushanda
Moyo
wako
wakasviba
kunge
ganda
reku
Ghana"
Zvimwe
zvese
ungabate,
laptop
kana
phone
asi
pa
chimoko
changu
relax
Pakawanda
patakapinda
sema
face
asi
pa
position
pawakutambira
hapasi
Panenge
pachitambira
docta
(siya)
Tamba
neni
kwete
nechimoko
changu
(siya)
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda
ngazvigume
muku
chiva
Wazviita
nekusaziva,
asi
ndikakubata
ndinongokukiya
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda,
ngazvigume
mukuchiva
Panenge
pachitambira
docta
(siya)
Tamba
neni
kwete
nechimoko
changu
(siya)
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda
ngazvigume
muku
chiva
Wazviita
nekusaziva,
asi
ndikakubata
ndinongokukiya
Ingave
iri
type
yaunoda
asi
ndiye
wandinoda,
ngazvigume
mukuchiva
'...Siya
...Siya
...Chiva
...Nekusaziva
...Ndinongokukiya
...Ngazvigume
mukuchiva
The
end
1 Zvakaipa Itai Ndisiye
2 Zvemufirimu
3 Vhura Mukova
4 Handikurove
5 Hello
6 Siya
7 Matakadya Kare
8 Ndinenge Bofu
9 Top Shatta
10 Confessions
11 Zvakadzvanya
12 Happy Tym
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.