Freeman - Top Shatta текст песни

Текст песни Top Shatta - Freeman



Rinodiwa, rinodiwa top shatta (I
Don't know what he says), deffintely
Big up kana wakapihwa top shatta,
(HKD boss) big up kana uri top shatta, yo R one)
Rinodiwa rinodiwa top shatta (yo Phantan, yo Skyjuice)
Ndakamuziva wandinoti top shatta, ndikaskupa anondipicker.
Anomira neni nyangwe zvakaoma, asingafe ashaikwa.
Anowanikwa ndadonha Phantan, diye.
Anonditi maporonga Doctor, ndiye.
Real friend, top shatta.
Mulife mazano anovaka, anondipa. ndiye
Anondisunungura ndasungwa ndenge tan.
Masecretes angu, ndiye anoachengeta.
Anondiratidza Jesu ndavingwa nasatan.
Maone two, vanhu vakadaro Phantan
Vanozviti vakamira pachokwadi vangani.
Atidi mafriends anovengerana pattern
Tikawana anodaro network toicutter.
Mozotanga kunditi Dhokotera vakashata.
Varipo vanobatikana, vanoda kushanda,
Vodi? Ndivo vatirikuramba.
Vanoisa like zvangu pazvinoramba, hazvichashanda
Makomborero awanda.
Ndakamuziva wandinoti top shatta, ndikaskupa anondipicker.
Anomira neni nyangwe zvakaoma, asingafe ashaikwa.
Anowanikwa ndadonha Phantan, ndiye.
Anonditi maporonga Doctor, ndiye.
Real friend, top shatta.
Mulife mazano anovaka, anondipa. ndiye
Pandinosuwa, naiye anosuwawo.
Pandifara, naiye anofarawo.
Haana moyo sewo mambho Pharaoh.
Chakanaka, ndiye anondiratidzawo.
Usandinyepere uchiti uri real link.
Handiko ikoko, vatipire Silence
Right now miwa big up, une real link
Pandinoita yandinoita, haashaikwe
Ndakamuziva wandinoti top shatta, ndikaskupa anondipicker.
Anomira neni nyangwe zvakaoma, asingafe ashaikwa.
Anowanikwa ndadonha Phantan, diye.
Anonditi maporonga Doctor, ndiye.
Real friend, top shatta.
Mulife mazano anovaka, anondipa. ndiye
Anondisunungura ndasungwa ndenge tan
Masecretes angu, ndiye anoachengeta.
Anondiratidza Jesu ndavingwa nasatan.
Maone two, vanhu vakadaro Phantan
Vanozviti vakamira pachokwadi vangani.
Atidi mafriends anovengerana pattern
Tikawana anodaro network toicutter.
Mozotanga kunditi dhokotera vakashata.
Varipo vanobatikana, vanoda kushanda,
Vodi? Ndivo vatirikuramba.
Vanoisa like zvangu pazvinoramba, hazvichashanda
Makomborero awanda.
Ndakamuziva wandinoti top shatta, ndikaskupa anondipicker.
Anomira neni nyangwe zvakaoma, asingafe ashaikwa.
Anowanikwa ndadonha Phantan, diye.
Anonditi maporonga Doctor, ndiye.
Real friend, top shatta.
Mulife mazano anovaka, andipa.
Ndiye. Ndiye.
Rinodiwa, rinodiwa top shatta
Big up kana wakapihwa top shatta, big up kana uri top shatta
Rinodiwa rinodiwa top shatta
...feel free to make alterations, shona yangu yakadhakwa...




Freeman - Mangoma Ihobho (Punchline Entertainment Presents)
Альбом Mangoma Ihobho (Punchline Entertainment Presents)
дата релиза
04-03-2016




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.