Freeman - Roadblock текст песни

Текст песни Roadblock - Freeman



Cymplex Music
Woyo Woyo HK
Counter yacho yawakazondirova haisi
It's too much, no me can't take this
Nokuda kweizvozvo kana kufara handisi
Cymplex bika ngoma ndirelease
Iwewe neni ngatisangobve muone way
Kubvira patangosiyana chete iwewe neni
Ndopakatanga kufamba life yangu why
Kubvira patakarambana isusu paye paye
Ndopakatanga kufamba life yangu, yeah
Babie waive roadblock
Iwewe babie waita kunge uri roadblock
Sei uripo zvanga zvakamira kunge uri handbrake
Haaaa babie waita kunge uri handbrake
Kushaika kwako panzvimbo zvinhu zvakuendeka
Panga pane rima pakuoneka
Zvino ndave stress free handichakendenga
Waiti kunetsa waiti kusatendeka
Nguva yanga yareba ndichinetseka
Asi iko zvino ndakasiya ndakasendeka
I hope ndichawana mumwe munhu ari better than, you
Iwewe ndaisakuchenesa
Wainge bhutsu diki waisapfekeka
Ndikazvifunga dzimwe nguva zvinosekesa
Phone yako yaisabatika mapassword hobho
Hobho yaipisa kupfura summer time (summer time)
Kubvira patangosiyana chete iwewe neni
Ndopakatanga kufamba life yangu why
Kubvira patakarambana isusu paye paye
Ndopakatanga kufamba life yangu, yeah
Babie waive roadblock
Iwewe babie waita kunge uri roadblock
Sei uripo zvanga zvakamira kunge uri handbrake
Haaaa babie waita kunge uri handbrake
Pane vamwe vakandiruma nzeve vakandichuna chizevezeve
Vakandichuna kuti muskana wako uye ipfeve
Ndikaramba ndikati kwete anongoda inini chete
Pakati pangu naye pane kunzwanana yese ikete
Time yandaibva kumba waipinda mumastreets
Ndiri mustudio ndiri busy nemabeats
Kutryer kushandira iwe ndichigadzira mahits
Ndopawaisara wondigadzirira madiss
Counter yacho yawakazondirova haisi
It's too much, no me can't take this
Nokuda kweizvozvo kana kufara handisi
Cymplex bika ngoma ndirelease
Iwewe neni ngatisangobve muone way
Kubvira patangosiyana chete iwewe neni
Ndopakatanga kufamba life yangu why
Kubvira patakarambana isusu paye paye
Ndopakatanga kufamba life yangu, yeah
Babie waive roadblock
Iwewe babie waita kunge uri roadblock
Sei uripo zvanga zvakamira kunge uri handbrake
Haaaa babie waita kunge uri handbrake
Kushaika kwako panzvimbo zvinhu zvakuendeka
Panga pane rima pakuoneka
Zvino ndave stress free handichakendenga
Waiti kunetsa waiti kusatendeka
Nguva yanga yareba ndichinetseka
Asi iko zvino ndakasiya ndakasendeka
I hope ndichawana mumwe munhu ari better than, you
Iwewe ndaisakuchenesa
Wainge bhutsu diki waisapfekeka
Ndikazvifunga dzimwe nguva zvinosekesa
Phone yako yaisabatika mapassword hobho
Hobho yaipisa kupfura summer time (summer time)
Kubvira patangosiyana chete iwewe neni
Ndopakatanga kufamba life yangu why
Kubvira patakarambana isusu paye paye
Ndopakatanga kufamba life yangu, yeah
Babie waive roadblock
Iwewe babie waita kunge uri roadblock
Sei uripo zvanga zvakamira kunge uri handbrake
Haaaa babie waita kunge uri handbrake



Авторы: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Kusuka
Альбом Kusuka
дата релиза
30-11-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.