Текст песни Kumba Kune Vanhu - Holy Ten
Motaura
nyaya
yamusinga...
Anotobvawo
kumba
kune
vanhu
(kune
vanhu)
Anotobvawo
kumba
kune
vanoti
hecho
chimhandara
chedu
Asi
achangobva
kutemwa
nesando
(kutemwa
nesando)
Isu
tinoona
to
togara
Totanga
kumhan′ara
zvedu
Aiwazve
gents
haisi
mhosva
kufamba
ne
Benz
Asi
imhosva
kubva
maregedza
Achinyanya
kunakwa
ne
gesture
Anyanya
kunakwa
ne
gesture
Aiwa
anyanya
kunakwa
ne
gesture
Ukamuratidza
mari,
achakuratidza
mabvi
Achati
take
take
take,
achafuratira
njanji
Kwatiri
achati
hee
ndine
mfec,
achatikavira
panze
Asi
pachapera
mhanzi,
tichamugadzika
pasi
Tichamugadzika
Anotobvawo
kumba
kune
vanhu
Anotobvawo
kumba
kune
vanoti
Hecho
chimhandara
chedu
Asi
achangobva
kutemwa
nesando
(kutemwa
nesando)
Isu
tinoona
to
togara
Totanga
kumhan'ara
zvedu
Aiwazve
gents
haisi
mhosva
kufamba
ne
Benz
Asi
imhosva
kubva
maregedza
Achinyanya
kunakwa
nе
gesture
Anyanya
kunakwa
ne
gеsture
Aiwa
anyanya
kunakwa
ne
gesture
Momz
vake,
vari
tied
too
plus
yakarova
BP
Little
brother
dropped
outta
high
school
aka
dropper
EP
Zvakoshota
zvizhinji
Tava
sure
hatiiwine
iyi
Aya
ma
sports
asiri
easy
Aya
ma,
anonzi
Joyleen
She
was
tellin′
me
'ko
inini?'
Hanti
chero
ndikasjhama
nenhamo
Vachazongiti
muroyi
ndini
Takamboramba
zvavakatenga,
takambosasa
naSamatenga
Takafamba
mawo
ma
church
aya,
takazotambura
takatemba
Zvehumhandara
zvakarema
ndirikuparara
ndaka
tenser
Midzimu
yaBaba
yakaneta,
ndirikutsva
mhani
hapana
mhepo
apa
Ndirikutsva
mhani
hapana
mhepo
apa
Chizvizivai
chizvizivai
kuti
vimbai,
iye
vimbai
wacho
Anotobvawo
kumba
kune
vanhu
Anotobvawo
kumba
kune
vanoti
Hecho
chimhandara
chedu
Asi
achangobva
kutemwa
nesando
Isu
tinoona
to
togara
Totanga
kumhan′ara
zvedu
Aiwazve
gents
haisi
mhosva
kufamba
ne
Benz
Asi
imhosva
kubva
maregedza
Achinyanya
kunakwa
ne
gesture
Anyanya
kunakwa
ne
gesture
Aiwa
anyanya
kunakwa
ne
gesture
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.