Jah Prayzah - Kumagumo текст песни

Текст песни Kumagumo - Jah Prayzah

Varume ndafunga kure, Kure mambo(Kure kure kure, kure mambo)

Mhuri yangu iri kunetseka kumusha, Hoye Mambo(kure mambo)
Mhuri yangu iri kuyaura varume, Inini ndakuenda(kure mambo)
Ngoma haimire kunaka vasikana inini ndakuenda
Ngoma haimire kunaka varume inini ndakuenda
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo)

Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Varume ndakuenda, ini ndafunga kure
Varume ndakuenda kumusha, Hoye mambo
Hura wangu wamonyoroka mambo, hoye mambo
Hura wangu wamonyoroka varume, hoye mambo
Zvimwe moyo wekubereka, hoye mambo
Zvimwe moyo wekubereka, hoye mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
(Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute)
Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe

Huwerere huwerere huwerere Mambo, Hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo ndeha, Hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo, Hoye Mambo
(Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute)
Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe
(Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute)
Ndiyani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe

Авторы: rr

Jah Prayzah - Kumbumura Mhute
Альбом Kumbumura Mhute
дата релиза
05-05-2014

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.