Jah Prayzah - Mukadzi Wangu текст песни

Текст песни Mukadzi Wangu - Jah Prayzah




Ukaona ngirozi ichifamba masikati ichipenya kunge zuva ndiye mukadzi wangu
Ukaona nyeredzi inovaima madeko ichikwira ichidzika ndiye mukadzi wangu
Ukaona ruva rinorarama paakaoma rinokura pasina mvura ndiye mukadzi wangu



Авторы: jah prayzah



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.
//}