Jah Signal - Mango (feat. Mathias Mhere) - перевод текста песни на английский

Mango (feat. Mathias Mhere) - Jah Signalперевод на английский

Mango (feat. Mathias Mhere)
Mango (feat. Mathias Mhere)
Zviri nane ndiende
It's better for me to go
Nhaiwe Mhere
Hey Mhere
Jah Signal
Jah Signal
Hama dzangu munoda kuti ndiite sei?
My friends, what do you want me to do?
Kana mukati famba ndinofamba wani
If you say walk, I will walk
Asi mukati mira ndinomira sei
But if you say stop, how can I stop?
Nokuti ndikangomira munotsinga ndare
Because if I stop, you'll get angry with me
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende
It's better I leave
Nyangwe vakakutuka
Even if they insult you
Vakakushoropodza iwe usagumbuka (iwe usagumbuka)
If they criticize you, don't get angry (don't get angry)
Nyangwe vakakutaura taura vakakuronda tsimba iwe usagumbuka (iwe usagumbuka)
Even if they gossip about you, follow you, hunt you down, don't get angry (don't get angry)
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe

Muvengi akushore chimiro, usamupindure waamai unenge waibvaka
If the enemy tries to provoke you, don't respond, my dear, you are already ripe
Nyangwe vakandishora chimiro, manje inini Mhere ndinongomodella
Even if they provoke me, me, Mhere, I just keep modelling
Vavengi vakauya vakawanda, usavapindure waamai unenge waibvaka
Many enemies have come, don't respond, my dear, you are already ripe
Vanofona vakawanda, manje ndinodavira navo tobhigana
Many are calling, but I answer them and we chat
Vavengi vangu
My enemies
Haa unenge waibva Swa (unenge waibva)
Haa you are ripe Swa (you are ripe)
Mhere unenge waibva (unenge waibva)
Mhere you are ripe (you are ripe)
Haa unenge waibva Swa (unenge waibva)
Haa you are ripe Swa (you are ripe)
Mhere unenge waibva (unenge waibva)
Mhere you are ripe (you are ripe)
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Hama dzangu munoda kuti ndiite sei?
My friends, what do you want me to do?
Kana mukati famba ndinofamba wani
If you say walk, I will walk
Asi mukati mira ndinomira sei
But if you say stop, how can I stop?
Nokuti ndikangomira munotsinga ndare
Because if I stop, you'll get angry with me
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende (famba)
It's better I leave (walk)
Zviri nani ndiende
It's better I leave
Nyangwe vakakutuka
Even if they insult you
Vakakushoropodza iwe usagumbuka (iwe usagumbuka)
If they criticize you, don't get angry (don't get angry)
Nyangwe vakakutaura taura vakakuronda tsimba iwe usagumbuka (iwe usagumbuka)
Even if they gossip about you, follow you, hunt you down, don't get angry (don't get angry)
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva
Because a mango that's stoned is ripe, it's ripe
Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vakomana, inenge yaibva
A mango that's stoned is ripe, boys, it's ripe
Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vasikana, inenge yaibva
A mango that's stoned is ripe, girls, it's ripe
Zviri nane ndiende
It's better I leave
Zviri nane ndiende
It's better I leave
Zviri nane ndiende
It's better I leave
Zviri nane ndiende
It's better I leave

Авторы: Jordan Link Mangwiro, Nicodimus Mutize

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.