Текст песни Sweetie - Jah Signal
Solid
Records
Ti-ti-
(Simplex)
tirarira-
(Simplex)
Swa-
a
(so
simple)
Inini
ndini
ndarira
(ha-a
easy
Sempele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ndipowo
stonyi
(vele)
Ndipowo
stonyeni
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
ma
vhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Murume
wangu
inini
ndimangwende
Chaanokoshesa
paari
mukwende
Anondishaira
nyangwe
neyehembe
Apa
anozviti
aine
nyembe
Baba
vake
vouya
nekushupa
Mai
vake
vouya
shungurudza
Asi
unonzwa
ondiimbira
nziyo
Anoimba
achingotika
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
mavhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(swa-)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
1 Tauya Baba
2 Tinovaka
3 Kweve
4 Sigi Agenda
5 Unouya Rinhi
6 Kumhanya Kunotora Award
7 Kachu Kachu
8 Ndini We Tirarira
9 Hondo Yepa Nyadzonya
10 Munobveyi
11 Dhora
12 Makumbo
13 Rhekeni (Bhekoni)
14 Kana Mafa
15 Kugombwe
16 Ganda Idema
17 Thithina
18 Africa Yose
19 Signari Huchi
20 Tomuda
21 Dai Mandiudza
22 Yekedero
23 Titambirei
24 Anoramba Ndiyani
25 Kunakirwa Here
26 Chirere
27 Chitikidhima
28 Simba Randinaro
29 Rudo
30 Sweetie
31 Ebube
32 Gokoko
33 Pengaudzoke
34 Ndinenge Ndisina
35 Zvirema
36 Uraya
37 Kunzungu Nekunyimo
38 Wakasiya Vachichema
39 Nzira Dzake
40 Hoi Hoi Herere
41 Ghetto Rangu
42 Ndimhai
43 Munyama
44 Wadzoka Zvakare
45 Nzwisisa
46 Zuva Rimwe
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.