Текст песни Sweetie - Jah Signal
Solid
Records
Ti-ti-
(Simplex)
tirarira-
(Simplex)
Swa-
a
(so
simple)
Inini
ndini
ndarira
(ha-a
easy
Sempele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ndipowo
stonyi
(vele)
Ndipowo
stonyeni
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
ma
vhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Murume
wangu
inini
ndimangwende
Chaanokoshesa
paari
mukwende
Anondishaira
nyangwe
neyehembe
Apa
anozviti
aine
nyembe
Baba
vake
vouya
nekushupa
Mai
vake
vouya
shungurudza
Asi
unonzwa
ondiimbira
nziyo
Anoimba
achingotika
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
mavhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(swa-)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.