Killer T - Moyo Wangu текст песни

Текст песни Moyo Wangu - Killer T

Zvausingakwanisi chingosiya zvichipfuura
Nguva
YaBaba ichakwana uchazviwana zvaunoshuwa
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina

Unoda kuti ndiite zvisingadiwe,
Unoda Kuti ndiite
Zvisingabvumirwi nekuti moyo wangu uneruchiva asi ini
Mumwe wako handidi izvozvo,
Unoda ndikutende neiko ini ndakazvarirwa kuvarombo
Nekuti paunondipinza
Pamwe pakaoma
Nenguva yaunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti Moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina

Ndangoti dai waikwanisa waingomirira nguva,
Nekuti yako ichasvika nguva,
Haatikanganwe akasika
Zuva kunze pakuchaedza kuchapisa
Pakuchadoka richanyura
Kwedu ichauya nguwa yezhizha ichauya,
Pamwe pacho cingogutsikaa
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Unoda kuti ndiite zvisingadiwe,
Unoda Kuti ndiite zvisingabvumirwi
Nekuti moyo wangu uneruchiva asi ini
Mumwe wako handidi izvozvo,
Unoda ndikutende neiko ini ndakazvarirwa kuvarombo nekuti
Paunondipinza pamwe
Pakaoma
Nenguva yaunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti Moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti Moyo wangu dzikama nekuti zvaunoda handina
Ndangoti dai waikwanisa waingomirira nguva, nekuti yako
Ichasvika nguva,
Haatikanganwe akasika zuva kunze pakuchaedza
Kuchapisa
Pakuchadoka richanyura
Kwedu ichauya nguwa yezhizha ichauya,
Pamwe pacho chingogutsikana
Zvausingakwanisi
Chingosiya nekuti nguva yaBaba

Killer T - Hope Dzehumambo
Альбом Hope Dzehumambo
дата релиза
12-12-2019

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.