Текст песни Dudzai - Leonard Dembo
Dudzai
mudiwa,
kana
usingachandida
Ini
handina
zvinondinetsa,
ndibudirewo
pachena
Dudzai
mudiwa,
kana
usingachandida
Ini
handina
zvinondinetsa,
ndibudirewo
pachena
Nhoroondo
dzako
dzinondizvimbira
Nokuti
zvino
wandichembedza,
ndave
kukusemesa
Nhoroondo
dzako
dzinondizvimbira
Nokuti
zvino
wandichembedza,
ndave
kukusemesa
Unoudza
Gezatidye
kuti
kana
ini
ndauya,
tambira
kure
Paidamoyo
uchandiurayisa
Unoudza
Gezatidye
kuti
kana
ini
ndauya,
tambira
kure
Paidamoyo
uchandiurayisa
Rine
manyanga
hariputirwe
Rimwe
zuva
dhiya
wangu,
zvichabuda
pachena
Rine
manyanga
hariputirwe
Rimwe
zuva
dhiya
wangu,
zvichabuda
pachena
Dudzai
mudiwa,
kana
usingachandida
Ini
handina
zvinondinetsa,
ndibudirewo
pachena
Dudzai
mudiwa,
kana
usingachandida
Ini
handina
zvinondinetsa,
ndibudirewo
pachena
Nhoroondo
dzako
dzinondizvimbira
Nokuti
zvino
wandichembedza,
ndave
kukusemesa
Nhoroondo
dzako
dzinondizvimbira
Nokuti
zvino
wandichembedza,
ndave
kukusemesa
Unoudza
Gezatidye
kuti
kana
ini
ndauya,
tambira
kure
Paidamoyo
uchandiurayisa
1 Shamwari Yangu Warova
2 Venenziya
3 Dudzai
4 Chitekete
5 Manager
6 Sharai
7 Zil-Zil
8 Murombo
9 Kukura Hakutane
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.