Текст песни Sharai - Leonard Dembo
Gunzvenzve
remwoyo
wangu
ndikakufunga
ndinochema
Ndinonzwa
musoro
uye
handirari.
Gunzvenzve
remwoyo
wangu
ndikakufunga
ndinochema
Ndinonzwa
musoro
uye
handirari.
Tsamba
dzaunonyora
dzinonditambudza
pfungwa
dzangu
Ndikadziverenga
handirari.
Tsamba
dzaunonyora
dzinonditambudza
pfungwa
dzangu
Ndikadziverenga
handirari.
Nguva
yareba
dhiya
wangu
tapesana
ndotokuona
pamufananidzo.
Nguva
yareba
dhiya
wangu
tapesana
ndotokuona
pamufananidzo.
Sharai
usaputsa
chirangano.
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
Sharai
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputsa
chirangano
ungandigumbura.
Mwana
usaputsa
chirangano
Chirangano
chedu
usaputsa
chirangano
ungandigumbura
Gunzvenzve
remoyo
wangu
ndikakufunga
ndinochema
Ndinonzwa
musoro
uye
handirari
Tsamba
dzaunonyora
dzinonditambudza
pfungwa
dzangu
Ndikadziverenga
handirari
Nguva
yareba
dhiya
wangu
tapesana
ndotokuona
pamufananidzo
Nguva
yareba
dhiya
wangu
tapesana
ndotokuona
pamufananidzo
Sharai
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
Mwana
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
Chokwadi
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
Sharai
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
Mwana
usaputse
chirangano
Chirangano
chedu
usaputse
chirangano
ungandigumbura
1 Shamwari Yangu Warova
2 Venenziya
3 Dudzai
4 Chitekete
5 Manager
6 Sharai
7 Zil-Zil
8 Murombo
9 Kukura Hakutane
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.