Nembo Bwoy - Dai текст песни

Текст песни Dai - Nembo Bwoy



Akanditarisa ini ndokumutarisawo
Akandiudzawo kuty anondidawo
Akanyemwerera ini ndokunyemwererawo
Akanditsvoda ndikaita dzungu wo
Musikana akanaka musikana akakora runako rwako rwanditenderedza msoro
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndokuratidza
Wangu watozara nerudo rwangu kwauri musikana



Авторы: Rr


Nembo Bwoy - Chamhembe Plus
Альбом Chamhembe Plus
дата релиза
05-02-2016



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.