Oliver Mtukudzi - Changu Chii? текст песни

Текст песни Changu Chii? - Oliver Mtukudzi




Changu chii
Changu chiiko nhai mwari
Changu chii
Chitema here kuva murume
Changu chiiko
Chitadzo here kuva munhurume
Changu chiiko
Chinouya chinoona ini
Nhai babawe
Changu chiiko
Chinouya chinoona ini
Nhai baba
Changu chiiko
Rushambwa here kuva munhurume
Changu chiiko
Chitadzo here kuva murume
Changu chiiko
Changu chiiko nhai mwari
Changu chiiko
Zveminana zvinovona ini nhai babawe
Changu chiiko
Mbereko yashaikwa vanonanga ini
Changu chiiko




Oliver Mtukudzi - Tsivo
Альбом Tsivo
дата релиза
05-05-2003




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.
//}