Oliver Mtukudzi - Wagona Fani текст песни

Текст песни Wagona Fani - Oliver Mtukudzi



Wakandifavor nerudo
Kuperera nechido
Ndikatsidzira ndinokuda
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Kundirera vana vangu
Wagona
Kundiraira vana ava
Wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Wakandifavor nerudo
Kuperera nechido
Ndikatsidzira ndinokuda
Sei kundibata nekunze kweruoko
(Kweruoko)
Sei muchindibata sendisi munhu
Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese
Mese imimi
(Wagona)
Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese
Mese imimi
(Wagona)
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Kundirezva ndadhiniwa
Wagona
Pakuzotenda nemutupo
Wagona
Kundipuruzira pandavaviwa
Wagona
Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese
Mese imimi
(Wagona)
Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese
Mese imimi
(Wagona)
(Wagona)
Mai vevana, wagona
(Wagona)
Mai vevana, wagona



Авторы: Oliver “tuku” Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Tsivo
Альбом Tsivo
дата релиза
05-05-2003




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.