Текст песни Chengetai - Oliver Mtukudzi
Chengetai
mai
nababa
Chengetai
mai
nababa
vayaka
Chengetai
mai
nababa
(Chengetai
mai
nababa)
Chengetai
mai
nababa
vayaka
(Chengetai
mai
nababa)
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Ndokutsanya
pagwirikwiti
ukararama
wani
(Chengetai
mai
nababa)
Chengetai
mai
nababa
(Chengetai
mai
nababa)
Chengetai
mai
nababa
vayaka
(Chengetai
mai
nababa)
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Chido
chaMwari
kuvanavo
Chido
chaMwari
kuvanavo
Chido
chaMwari
kuvanavo
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Vakakubvumbamira
muhondo
iwe
Ndokukubvumbamira
pahondo
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)
Vakatsanya
pagwirikwiti
ukararama
(Chengetai
mai
nababa)

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.