Oliver Mtukudzi - Nda Kuvara текст песни

Текст песни Nda Kuvara - Oliver Mtukudzi




Shevedzai mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Dana mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Shevedzai mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Dana mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura



Авторы: Oliver Mtukudzi


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.