Oliver Mtukudzi - Huya Mwanangu текст песни

Текст песни Huya Mwanangu - Oliver Mtukudzi

Baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka, baba namai ndashupika
Baba namai ndanetseka, baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka, ndirikuno kure-kure
Baba namai ndashupika, ndirikuno kure-kure
Ndinogara nenguruve, ndirikuno kure-kure
Kudya kwangu kwenguruve, ndirikuno kure-kure
Baba namai ndanetseka, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka,
Baba namai ndanetseka, baba namai ndashupika
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika
Baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka, ndirikuno kure-kure
Pfuma yose ndaparadza, ndirikuno kure-kure
Ndinogara nenguruve mufunge, ndirikuno kure-kure
Kudya kwangu kwenguruve, ndirikuno kure-kure
Ndokumbira ruregerero, ndirikuno kure-kure
Baba namai ndanetseka, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika, baba namai ndanetseka
Baba namai ndanetseka
Baba namai ndashupika
Baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
Pfuma yose ndaparadza, ndirikuno kure-kure
Rugare handichina, ndirikuno kure-kure
Ndinogara nenguruve mufunge, ndirikuno kure-kure
Kudya kwangu kwenguruve, ndirikuno kure-kure
Baba namai ndanetseka, baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka
(Huya mwanangu) baba namai ndanetseka

Oliver Mtukudzi - Zvauya Sei?
Альбом Zvauya Sei?
дата релиза
18-05-2018

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.