Oliver Mtukudzi - Matibaya текст песни

Текст песни Matibaya - Oliver Mtukudzi

(Aah, ahh, ahh)
(Aah, ah, ah, ahh)
(Aah, ahh, ahh)
(Inga matibaya, matibaya baba vevana
Zvamapedza zvatinorarama nazvo
Munoti mhuri toipeiko, inga matibaya)
(Matibaya baba vevana) hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Inga matibaya, matibaya baba vevana) ndapfidza
(Zvamapedza zvatinorarama nazvo) ndapfidza
(Munoti mhuri toipeiko) ndagura kani
(Inga matibaya, matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Inga matibaya, matibaya baba vevana) ndapfidza
(Zvamapedza zvatinorarama nazvo) ndapfidza
(Munoti mhuri toipeiko?) ndagura kani
(Inga matibaya, matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana (aah)
Ndokumbira ruregerero amai vevena (aah)
Muromo unopotsa kureva amai vemwana (aah)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
Ndokumbira ruregerero amai vemwana
Muromo unopotsa kureva amai vemwana
Papotswa apa, zvatadzwa amai vemwana
Ndokumbira ruregerero
Ndapfidza inini, ndapfidzaka
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Inga matibaya, matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Munoti mhuri toipeiko?)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Inga matibaya, matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Munoti mhuri toipeiko?)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana
(Matibaya baba vevana)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana (aah)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana (aah)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana (aah)
Hakuna imba isina mapfihwa anogumhana (aah)

Oliver Mtukudzi - Collection 1991-1997
Альбом Collection 1991-1997
дата релиза
04-10-2004

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.