Текст песни Chinhambwe - Oliver Mtukudzi
Pamusoroi
Soroi
Karwiyo
Karwiyo
kanyoronyoro
kanenge
done
Kamuri
kunwa
kakanditsigira
aka
Hatingati
ndekekutukana
Kwete
bodo
tsvo
ah
ah
Asi
kutoti
kanotsiura
Kuti
kana
uri
muyenzi
Iva
muyenzi!
Hazvinei
kuti
kwawavhakacha
Muzukuru
wako
Munun'una
wako
Angave
sahwira
anoshoreka
zvakadini
Ringave
roja
Iwe
uchibva
sabhabha
Ukangova
muyenzi
Chiva
muyenzi!
Haikona
yenyu
iya
iya
Yenyu
iya
iya
yekuti
katongero
kunoita
uri
kwako
Ndokowoda
kusvikoita
pese
pese
Zvino
pano
pari
pangu
Tinoburana
Tomutsana
Kunyanya
nyanya
iyemi
Iyemi
vemudhuze
Iyemi
vehama
Ndimi
munoti
kana
motaura
Mobva
mange
muri
kudivi
kwangu
Ko
nhaiwe
Tuku
Ivo
vepanext
door
zvavanocheka
hedge
vachikanda
marara
kunoku
Munombogarisana
sei
Ahhh
Ndozvawavinga?
Tomutsana
Toburana!
Vehamawe
Vehamawe
Musakanyane
nemuvakidzani
wangu
Kwamugere
kure
kure
Vehamawe
Vehamawe
Musakanyane
nemuvakidzani
wangu
Kwamugere
kure
kure
Chinouya
chinoona
inini
Wekupotera
kumuvakidzani
Kwamugere
kure
kure
Chinouya
chinoona
inini
Mafuratira
marova
Kwamugere
kure
kure
Chinhambwe
Musazvirove
matundundu
Kushambadza
wedu
haanzwaro
Kwamugere
kure
kure
Musazvirove
matundundu
Kushambadza
wangu
haanzwaro
Kwamugere
kure
kure
Chinhambwe
Vehamawe
vehamawe
Musakanyane
nevavakidzani
wangu
Kwamugere
kure
kure
1 Chinhambwe
2 Hear Me Lord
3 Ndikarangarira
4 Ndotangira Poyi
5 Matibaya
6 Ndakuyambira
7 Mutorwa
8 Andinzwi
9 Neria - Original Version
10 Street Kid
11 Madanha
12 Makaitei
13 Hakuendwe
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.