Текст песни Muchatuta - Oliver Mtukudzi
Iwe
Muchatuta
Iwe
Muchatuta
ka
Iwe
Muchatuta
wokwaKatsande,
mwanakomana
waZviripayi
Nhai
Muchatuta
wokwaKatsande,
mwanakomana
waZviripayi?
Pakuzoti
changu
ndechangu,
chako
ndechedu
Kuzoti
wangu
ndewangu,
wako
ndewedu,
wedzinza
here?
Hona
waramba
mwana
uya
waramba,
waramba
kugarwa
nhaka
Aiwa
waramba
mwana
wangu
waramba,
waramba
kugarwa
nhaka,
hanzi
(Don't
follow
me,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me
mwaramu,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me
mwaramu,
I
have
a
life
to
live)
Hoo,
unoda
kugara
nhaka,
kuchiva
pakapfumbira,
kuita
mucheka
dzafa
Unoda
kugara
nhaka,
kuchiva
pakapfumbira,
kuita
mucheka
dzafa
(Ini
nemurume
takashanda
nesimba
kuitira
ramangwana)
(Ini
nemurume
takashanda
nesimba
kuitira
ramangwana)
(Pfuma
yomochiva,
takashanda
nesimba
kuitira
ramangwana)
(Pfuma
yomochiva,
takashanda
nesimba
kuitira
ramangwana)
Waramba
mwana
wangu
waramba,
waramba
kugarwa
nhaka
(Don't
follow
me,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me
mwaramu,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me,
I
have
a
life
to
live)
(Don't
follow
me
mwaramu,
I
have
a
life
to
live)
Pakuzoti
changu
ndechangu,
chako
ndechedu
Hunzi
wangu
ndewangu,
wako
ndewedu,
haa
Inga
waramba
mwana
wangu
waramba,
waramba
kugarwa
nhaka

1 Neria
2 Chengetai
3 Pss Pss Hallo
4 Tinomuchema
5 Tairai
6 Muchatuta
7 Ghetto Boy
8 Mean What You Say
9 Right Direction
10 Kugara Nhaka
11 Neria - Live
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.