Oliver Mtukudzi - Munoshusha текст песни

Текст песни Munoshusha - Oliver Mtukudzi



Inga wani ndakabvisa mapondo
Shuwa, shuwa ndakabvisa mapondo ini
Apa baba mandinyanya, baba munoshusha
Imi baba munonetsa, baba munoshusha
Inga jeredzwa rangu ndere mapondo
Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo imi
Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwacha, ayika
Mangwana mangwana mukwasha ndipe nyanga yechipembere
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Hoyi hoyi, ndakavisa mapondo wani
Shuwa, shuwa ndakabvisa mapondo
Haunenzva, haunenzva sahwira wareva
Haunenzva, haunenzva sahwira watonga
Hunzi, shuwa tezwara wanyanya rushusho
Shuwa, shuwa tezwara wanyanya rushusho, hinde mambo
Mangwana, mangwana mukwasha ndipe mwana wenzou, ayika
Mangwana, mangwana mukwasha ndipe makwacha, ah
Ukasadaro mwana wangu ndotora, hezwo
Shuwa, shuwa mwana wangu ndotora, ayika
Hamuone here mwana mamupa manyemwe, mamupa mawara
Hamuone here mwana mamupa manyemwe, oh
Unonzwa oti kwandinobva ndekwehutepfetepfe
Kwandinobva kwandinobva ndekwehutepfetepfe, hoo
Kwandinobva kwandinobva ndekwehutepfetepfe, haiwa tigere
Jeredzwa rangu ndere mapondo imi
Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo, honde mambo
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere?
Haunenzva, haunenzva sahwira wareva uyo




Oliver Mtukudzi - Collection, 1984–1991
Альбом Collection, 1984–1991
дата релиза
04-10-2004




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.