Oliver Mtukudzi - Baba текст песни

Текст песни Baba - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Imi baba manyanya kurova amai
Ndimi baba manyanya kutuka amai
Munoti isu vana tofara sei?
Isu isu vana tofara sei?
Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pameso pedu
Vati ponda hako ndifire pavana vangu
Hunzi pondai henyu ndifire pavana vangu
Ndozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba(tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakwa?
I doro here rinoti mai ngava tukwe?
I doro here rinoti mai ngavarohwe?
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Imi baba marova mai
Ndimi baba manyanya kutuka mai
Munoti isu isu vana tofara seiko?
Isu vana tofara sei?
Kana mai vachingochema pameso pedu
Kana mai vachichema pameso pedu
Vati ponda hako ndifire pavana vangu
Ponda hako ndifire pavana vangu
Tozeza baba isu (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Ndotsiura sei, imi baba?
Tinotsiura seiko pamunotadza?
Imi muri hasha dzega dzega
Tozeza baba kani
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
I doro here rinoti mai ngavarohwe
I doro here rinoti mai ngavatukwe
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Imi baba manyanya kani
Tozeza baba (tozeza baba)



Авторы: Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Shoko
Альбом Shoko
дата релиза
03-05-2001




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.