Oliver Mtukudzi - Baba текст песни

Текст песни Baba - Oliver Mtukudzi



Imi baba manyanya kurova mai
Ndimi baba manyanya kutuka mai
Munoti isu vana tofara sei?
Isusu vana tofara sei?
Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pameso pedu
Vati ponda hako ndifire pavana vangu
Hunzi pondai henyu ndifire pavana vangu
Ndozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakwa?
Idoro here rinoti, mai ngavatukwe?
Idoro here rinoti, mai ngavarohwe?
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Imi baba marova mai
Ndimi baba manyanya kutuka mai
Munoti isusu vana tofara seiko?
Isusu vana tofara sei?
Kana mai vachingochema pameso pedu
Kana mai vachichema pameso pedu
Vati ponda hako ndifire pavana vangu
Ponda hako ndifire pavana vangu
Tozeza baba isu (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tinotsiura sei, imi baba?
Tinotsiura seiko, pamunotadza?
Imi muri hasha dzega dzega
Tozeza baba kani
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Idoro here rinoti, mai ngavarohwe?
Idoro here rinoti, mai ngavatukwe?
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Imi baba manyanya kani
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)




Oliver Mtukudzi - Shoko
Альбом Shoko
дата релиза
05-03-2001




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.