Текст песни Haasati Aziva - Oliver Mtukudzi
                                                Kana 
                                                usati 
                                                waputudza, 
                                                hausati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Kungoputudza 
                                                chete, 
                                                hazvirevi 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Hausati 
                                                wabva 
                                                zera, 
                                                hausati 
                                                wabva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                Hausati 
                                                wabva 
                                                zera, 
                                                hausati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                huwoo
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                wochemeiko 
                                                mwanawe?
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hmm, 
                                                maiwe
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hoo 
                                                mwanawe
 
                                    
                                
                                                Haungaroodzwe 
                                                usati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Haungawanikwe, 
                                                usati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Usati 
                                                wabva 
                                                zera, 
                                                usati 
                                                wabva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                Usati 
                                                wabva 
                                                zera, 
                                                usati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                inzwai 
                                                tsitsi, 
                                                inzwai 
                                                tsitsi
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                kuda 
                                                kupfuma 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haa, 
                                                babawe
 
                                    
                                
                                                Hamungamuroodze 
                                                mwana, 
                                                haasati 
                                                akura
 
                                    
                                
                                                Kutadza 
                                                kumuchengetedza 
                                                kusvike 
                                                ayaruke
 
                                    
                                
                                                Kuda 
                                                kupfuma 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Kuda 
                                                kugarika 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Haasati 
                                                akura
 
                                    
                                
                                                Haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema)
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema)
 
                                    
                                
                                                Kana 
                                                usati 
                                                waputudza, 
                                                hausati 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Iko 
                                                kungoputudza 
                                                chete, 
                                                hazvirevi 
                                                wakura
 
                                    
                                
                                                Hausati 
                                                wabva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                Haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                kuda 
                                                kupfuma 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                kutsvaga 
                                                rugare 
                                                nemisodzi 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haasati 
                                                akura
 
                                    
                                
                                                Hausati 
                                                wabva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                Haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hona 
                                                wachema 
                                                mwanangu
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                Bhetekera 
                                                achema 
                                                mwana 
                                                uyu
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                varume 
                                                vakuru 
                                                nyarai
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                vana 
                                                mbuya 
                                                nyarai
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                oh 
                                                babawe, 
                                                haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                aiwa 
                                                haasati 
                                                akura
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hona 
                                                kutetekera 
                                                mwanayu
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hazvingadaro 
                                                mwana 
                                                iwe
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                hauasati 
                                                wabva 
                                                zera
 
                                    
                                
                                                (Maiwe 
                                                ndochema) 
                                                haasati 
                                                abva 
                                                zera
 
                                    
                                
                            1 Matope
2 Bopoto
3 Shiringinya
4 Haasati Aziva
5 Dehenya
6 Mahara
7 Inyasha
8 Wanza Sori
9 Inombotanga Sei?
10 Uchatinhei
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.