Oliver Mtukudzi - Uchatinhei текст песни

Текст песни Uchatinhei - Oliver Mtukudzi



Chiwepu, chiwepu
(Dai uine danga)
Dai uine danga
(Dai uine danga iwe)
Dai uine danga
(Dai uine danga
Taiti uchapinda padzoro
Dai uine danga)
Dai uine danga
Dai uine danga
Akagadzira chiwepu
Musha danga pasina
Kugadzira chiwepu
Mhuri yovhunduka
(Dai uine danga)
Dai uine danga
(Dai uine danga iwe)
Dai uine danga
(Dai uine danga
Taiti uchapinda padzoro
Haa dai uine danga)
Dai uine danga
Pasina danga chiwepu chacho uchachidii?
Nhai pasina danga
Chiwepu chichashandeiko?
Nechiwe-e-epu mhuri yovhunduka
Kunotanga danga chiwepu chotevera
Kutanga danga chiwepu chotevera
Zvino zvawatanga chiwepu
Hona mhuri yovhunduka iyi
Chiwe-e-epu
Chiwe-e-epu danga racho usina
Hooo babawe!
Mhuri yovhunduka
(Dai uine danga)
Dai uine danga
(Dai uine danga iwe)
Dai uine danga
(Dai uine danga
Taiti uchapinda padzoro
Dai uine danga)
Dai uine danga
Chiwepu, uchatinhei?
Chiwepu chichashandei?
Chiwepu unochidiiko?
Mhuri yovhunduka iyi
Uchatinhei? Chiwepu chichashandei?
Chiwepu mhuri yavhunduka iyi
Chiwepu, hona mhuri yavhunduka
Hooo chiwepu iwe, chiwepu
Kunotanga danga
Chiwepu chotevera
Kunotanga danga
Chiwepu chotevera
Ukatanga nechiwepu
Mhuri yovhunduka iyi
(Dai uine danga)
Dai uine danga
(Dai uine danga iwe)
Dai uine danga
(Dai uine danga
Taiti uchapinda padzoro
Dai uine danga)
Dai uine danga
Dai uine dangawo
Uchatinheiko danga racho usina?
Ungatinheiko danga racho usina?
Hona ka nechiwepu mhuri yavhunduka
Chiwepu, mhuri yovhunduka
(Dai uine danga)
Dai uine danga
(Dai uine danga iwe)
Dai uine danga
(Dai uine danga
Taiti uchapinda padzoro
Hee dai uine danga)
Dai uine danga
Dai uine danga hinde



Авторы: Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Hany'Ga (Concern)
Альбом Hany'Ga (Concern)
дата релиза
02-02-2018



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.