Текст песни Hossana - Seh Calaz
Kenako
Music,
Kalavile
Check,
check
Oskidi
DJ
Tamuka
Mudhara
Mesiah,
ii
Ndakuita
zvedenga
Vaya
vaya
vanomira
kupenga
Nguva
yangu
naNyadenga,
oh,
nah,
nah
Dai
maiziva
zviri
mberi
kwatiri
kuenda
Maipfugamba
muchinamata
Mwari
vari
kukudanai
siyai
zvivi
mutendeuke
Pachine
mukana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana,
woah,
woah
Vamwe
vakaudzwa
hondo
nemurwere
wepfungwa
Vakazvishora
havana
kana
kuvhunduka
Mumwe
wanguka
hauzivi
achakununura
Achauya
nemashoko
achakusunungura
Mwari
havauye
vega
Vanotuma
munhu
waunoseka
Saka
ngwarira
waunosema
Waunovenga
pamwe
ndiye
wavakati
enda
Dai
maiziva
zviri
mberi
kwatiri
kuenda
Maipfugamba
muchinamata
Mwari
vari
kukudanai
siyai
zvivi
mutendeuke
Pachine
mukana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana,
woah,
woah
Tsvakai
Jesu
nguva
ichiripo
Hukama
hwedu
naye
haumbogezwi
nesipo
Usazoda
kuti
Jesu
muripi
Nguva
yapera
kwasara
ma
satanists
Nguva
iyoyo
ichasvika
Kuzvida
kana
kusazvida
Kuchasara
vanhu
chete
venyika
Vatendi
ne
rapture
vatoisiya
nyika
Dai
maiziva
zviri
mberi
kwatiri
kuenda
Maipfugamba
muchinamata
Mwari
vari
kukudanai
siyai
zvivi
mutendeuke
Pachine
mukana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana,
woah,
woah
Vamwe
vakaudzwa
hondo
nemurwere
wepfungwa
Vakazvishora
havana
kana
kuvhunduka
Mumwe
wanguka
hauzivi
achakununura
Achauya
nemashoko
achakusunungura
Mwari
havauye
vega
Vanotuma
munhu
waunoseka
Saka
ngwarira
waunosema
Waunovenga
pamwe
ndiye
wavakati
enda
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana
Tonamata
Hossana,
woah,
woah
Kenako
Music

1 Amai
2 Rega Vacheme
3 Vabereki Vangu
4 Usamurove
5 Kurarama
6 Hossana
7 Kudza Mubereki
8 Taparara
9 Munodarirei
10 Ngoma Rarira
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.