Seh Calaz - Sadaka текст песни

Текст песни Sadaka - Seh Calaz



Solid Records! Baba Peri Peri!
Vaudze vanhu ava ndiri kuseri
Ende vaudze ndiri kumberi mberi
Ende inini handingoperi peri
Follow mi den
Havana godo idhimoni (idhimoni, idhimoni)
Havana shanje idhimoni (idhimoni, idhimoni)
Japajapa zvauri chigure huya wakabata huku
Usasiye Chamutengure nemabhanditi pa-group
Nekuti zvinhu izvi ndezve mashavi
Pakudiwa mutambo wemashavi
Vanhu ava vane mashavi
Ndauya nembira nengoma dzemashavi
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana une godo tinorapa
Huya uwone pasadaka
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana uchirwadziwa tinorapa
Huya uwone pasadaka
Ndasheedza godobori, vauya godobori
Huyai muone vanhu havanyare
Vanoda ndirege magitare
Manje inini wacho handimire
Ndiwo akandibvisa kuGabulanga
Kumahosteri ndisina kana mubhedha
Hona zvino ndakuita kunge mukedha
Ka-life kachinja, matsaga ndichidhedha
Remember ndaimbofamba netsoka
Zvimabhurugwa ndichingopfeka zvakabooka
Ipapoka hapana ayimbondicheuka
Kana kuita daka, vaingondiseka
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana une godo tinorapa
Huya uwone pasadaka
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana uchirwadziwa tinorapa
Huya uwone pasadaka
Changu chipo chobva kuna Mwari
Vana vaSatan ava havafare
Vane madhimoni manomwe
Manje sadaka hamukohwe
Pandichazopfuurawo 35
Apa ndichingori kuma 25
Ndoona munhu ane zera rababa vangu
Achindiitira godo
Igodo, godo
Godo iroro ndiro randifambisa mamayira
Vamwe tatozvijaira
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana une godo tinorapa
Huya uwone pasadaka
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Kana uchirwadziwa tinorapa
Huya uwone pasadaka
Nhasi kune sadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Huya uwone pasadaka
Sadaka! Sadaka! Sadaka!
Huya uwone pasadaka




Seh Calaz - Sadaka
Альбом Sadaka
дата релиза
23-06-2017

1 Sadaka




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.