Текст песни Ndangariro - Thomas Mapfumo
Ndangariro
kufunga
ini
Nyika
yeZimbabwe
Ndorara
ndichifunga
ini
Mhuri
yeZimbabwe
Pfungwa
dzinondinetsa
ini
Kwandiri
kure
Hama
musandicheme
ini
Ndiri
kuuya
Kungava
kufunga
chete
Hama
kumusha
Kugara
ndichingochema
Misodzi
baba
Kana
ndorangarira
Zimbabwe
Kana
ndofunga
ini
Harare
Kana
ndorangarira
Bulawayo
Kana
ndofunga
ini
Gweru
Kana
ndorangarira
Kwekwe
Kana
ndofunga
ini
Kadoma
Kana
ndorangarira
ini
Mai
vangu
kumusha
Ndakavasiya
Kare
Kare
Vanondichema
Patiri
neChimurenga
Ndovimba
nemi
Pose
pandinofamba
ini
Ndofamba
nemi
Zvinoda
kushinga
chete
Tibudirire
Zviroto
nendangariro
Zvinondinetsa
Kana
ndorangarira
Chegutu
Kana
ndofunga
ini
Chinhoyi
Kana
ndorangarira
Marondera
Kana
ndofunga
ini
Rusape
Kana
ndorangarira
Mutare
Kana
ndofunga
ini
Masvingo
Ndinokukwazisai
mose
Mhuri
yeZimbabwe
Tinoti
makadii
mose
Tiri
kuuya
Ndiri
mwana
wemughetto
ini
Munozviziva
Hama
neshamwari
dzangu
Vanondifunga
Chokwadi
ndavasuwa
ini
Ndavasiya
kare
Kunyange
zvangu
ndiri
kure
Handikanganwe
kumusha
Nokudawo
kwake
Mwari
Tichaonana
Chimwechete
chinondibaya
Ipfungwa
dzangu
Kana
ndorangarira
maghetto
Kana
ndofunga
ini
Mbare
Kana
ndorangarira
Fio
Kana
ndofunga
ini
Mabvuku
Kana
ndorangarira
Mufakose
Kana
ndofunga
ini
Chitungwiza
Tinokukwazisai
mose
Mhuri
yeZimbabwe
Tinoti
makadii
mose
Tiri
kuuya
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.