Текст и перевод песни Tocky Vibes - Toti Toti
Добавлять перевод могут только зарегистрированные пользователи.
Inini
ndaona
vachimhanya
mhanya
My
Lady,
I've
been
watching
you
run
around
Todi
nguva
zvayakwana
It's
time
now,
let's
slow
down
Mombe
haikoreri
pamarket
We
can't
rush
to
the
market
like
cattle
Maivepi
tinoti
Where
have
we
been,
my
love?
Zvino
toita
kufamba
toti
toti
Now
we'll
journey
together,
step
by
step
Kufamba
kweakatsanya
A
gentle
pace
Mhanya
asi
hausvike
zvechitsotsi
Move
quickly,
but
not
like
a
thief
Haungajoge
mukombe
vamwe
vakagara
You
can't
snatch
the
cup
when
others
are
holding
it
Toita
kufamba
toti
toti
We'll
journey
together,
step
by
step
Kufamba
kweakatsanya
A
gentle
pace
Handina
hangu
nyembe
dzeuDeacon
chandinoziva
chete
kupfugama
I
may
not
have
Deacon's
dagger,
but
I
know
how
to
kneel
Usandipushe
itoti
toti
Don't
rush
me,
my
Lady,
step
by
step
Asi
handicheuke
kwandapira
gotsi
But
I
won't
turn
back
once
I've
set
my
mind
Ndingaita
semukadzi
walot
ndoda
kufamba
kusina
njodzi
I'll
be
like
a
cautious
woman,
walking
without
fear
Ndikati
one
step
ndomira
I'll
take
one
step
and
pause
Hapana
chekumhanyira
There's
no
need
to
hurry
Ndogotyei
ndakagadzirira
I'm
ready,
no
need
to
worry
Dzakayereswa
nzira
The
path
has
been
measured
Kumhanya
handiko
kusvika
Rushing
doesn't
mean
arriving
Unotyeikop
chainotiza
What
are
you
afraid
of,
my
Lady?
Seni
ndakatozvipira
I've
dedicated
myself
to
this
Ndinosvika
hapana
anondisvikira
I'll
reach
my
destination,
none
can
stop
me
Оцените перевод
Оценивать перевод могут только зарегистрированные пользователи.
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.