Tocky Vibes - Toti Toti текст песни

Текст песни Toti Toti - Tocky Vibes



Toti Toti
Inini ndaona vachimhanya mhanya
Todi nguva zvayakwana
Mombe haikoreri pamarket
Maivepi tinoti
Zvino toita kufamba toti toti
Kufamba kweakatsanya
Mhanya asi hausvike zvechitsotsi
Haungajoge mukombe vamwe vakagara
Toita kufamba toti toti
Kufamba kweakatsanya
Handina hangu nyembe dzeuDeacon chandinoziva chete kupfugama
Usandipushe itoti toti
Asi handicheuke kwandapira gotsi
Ndingaita semukadzi walot ndoda kufamba kusina njodzi
Ndikati one step ndomira
Hapana chekumhanyira
Ndogotyei ndakagadzirira
Dzakayereswa nzira
Kumhanya handiko kusvika
Unotyeikop chainotiza
Seni ndakatozvipira
Ndinosvika hapana anondisvikira




Tocky Vibes - Toti Toti
Альбом Toti Toti
дата релиза
01-10-2015




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.