Текст песни KuHope - Tocky Vibes
Heeee
tocky
vibes
eeee
Ohhh
gashh
ahhh
hooooo
Takasangana
kuhope,
Achifambira
nechekumakore,
Ndakamhanya
sendanzi
huya
utore,
Kwaive
kuvavarira
mambure,
Semunhu
asina
zvekutaura,
Ndakasvika
ndichibhaiza
kukamhina,
Ndokumbira
dayi
manditumbura,
Akakotama
sewoda
kundibhabhura,
Ndakadawo
kumubata,
nechekumusana,
Hii
hii
ahh
ahh,
zvandakabva
ndanzwa
Zvikanzi
u
u
u
uuuuu,
Ndezvega
zvandakabata,
Ndotiwo
(whistle
by
6),
pamwe
ndokutaura
kwemunhu
ada,
Hooo
uuuu
wooo
ohhhh,
Zvairi
ngirozi
yandakabata,
Ndaona
kupenya
kwechiso,
Ndodavira
ndisina
kudanwa,
Akandidhonza
achida
ndiende
kudenga,
Ndaigotyei
ndine
gemenzi
randakapfeka,
Ndichinosvika
pamusuwo,
ndopandakaona
iyi
nzvimbo
haisiriyo,
Inini,
ndakatanga
kudzoka
shure,
Ndichimudhonzawo
mukadzi
handingamusiye,
Akati
huya
tipinde,
ndomumba
medu
asi
hauzvizive,
Maziso
ake
anga
asingatarisike,
achipenya
kana
moto
haumbosvike,
Chete
manga
musipo
saka
hamumbozvibvume,
Ndozoenda
nemi
mundifungidze,
Zvikanzi
u
u
u
uuuuu,
Ndezvega
zvandakabata,
Ndotiwo
(whistle
by
6),
pamwe
ndokutaura
kwemunhu
ada,
Hooo
uuuu
wooo
ohhhh,
Zvairi
ngirozi
yandakabata,
Ndaona
kupenya
kwechiso,
Ndodavira
ndisina
kudanwa,
Aiwa
handipinde,
ngatimbomira
pano,
Iwe
hautye
ko
ndokumaraini
kwako,
mm
mm
mmm
Tasangana
nhasi,
wotoda
ndione
baba
vako,
Inini,
ini
ndinotya
kufa,
Akandi
bhabhaisa,
chidzokera
kumba,
Ndopandakapepuka,
ndichinzwa
kutya,
Pandakamuka,
ndakabvarura
machira,
Ndanga
ndabata,
dayi
ndisina
kusiya,
Munzeve
ndichinzwa
maungira,
Karwiyo
kachirira
kuti
uuu
uuu
uu
ewuwee
ehhh
Zvikanzi
u
u
u
uuuuu,
Ndezvega
zvandakabata,
Ndotiwo
(whistle
by
6),
pamwe
ndokutaura
kwemunhu
ada,
Hooo
uuuu
wooo
ohhhh,
Zvairi
ngirozi
yandakabata,
Ndaona
kupenya
kwechiso,
Ndodavira
ndisina
kudanwa,
Zvikanzi
u
u
u
uuuuu,
Ndezvega
zvandakabata,
Ndotiwo
(whistle
by
6),
pamwe
ndokutaura
kwemunhu
ada,
Hooo
uuuu
wooo
ohhhh,
Zvairi
ngirozi
yandakabata,
Ndaona
kupenya
kwechiso,
Ndodavira
ndisina
kudanwa,
Akandidhonza
achida
ndiende
kudenga,
Ndaigotyei
ndine
gemenzi
randakapfeka,
Ndichinosvika
pamusuwo,
ndopandakaona
iyi
nzvimbo
haisiriyo,
Inini,
ndakatanga
kudzoka
shure,
Ndichimudhonzawo
mukadzi
handingamusiye,
Akati
huya
tipinde,
ndomumba
medu
asi
hauzvizive,
Maziso
ake
anga
asingatarisike,
achipenya
kana
moto
haumbosvike,
Chete
manga
musipo
saka
hamumbozvibvume,
Ndozoenda
nemi
mundifungidze,
Zvikanzi
u
u
u
uuuuu,
Ndezvega
zvandakabata,
Ndotiwo
(whistle
by
6),
pamwe
ndokutaura
kwemunhu
ada,
Hooo
uuuu
wooo
ohhhh,
Zvairi
ngirozi
yandakabata,
Ndaona
kupenya
kwechiso,
Ndodavira
ndisina
kudanwa,
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.