Rega Zviende - Trevor Dongoперевод на немецкий
Waenda,
waendepiko
×2
Wohin
gehst
du,
wohin
gehst
du?
×2
Rudo
rwaenda
rwaendepiko?
Wohin
verschwindet
diese
Liebe?
Yeah,
Trevor
D
Yeah,
Trevor
D
Paunocheukawo
shure,
Wenn
du
dich
umdrehst,
Dzamisa
pfungwa
uzvifunge
Halte
inne
und
denk
nach
Rudo
ruye
rwamaipanana
pazere
vanhu,
Unsere
Liebe
glänzte
vor
allen
Menschen,
Rwaenda
asi
hamuzive,
rwaendepiko?
Doch
sie
ist
fort
– weißt
du
wohin?
Inga
zvaidadisawo
wani,
Dabei
war
alles
so
deutlich,
Vanhu
vachikuyevai
wani
paya,
Die
Leute
bewunderten
dich,
Saka
ndepapiko
pamakairasa
imi
nhai.
Warum
hast
du
es
weggeworfen?
Aenda
asi
hauzive
aendepiko.
Fort
– doch
du
weißt
nicht
wohin.
Saka
rega
zviende,
Lass
einfach
los,
Moyo
chaunoda
rudo
chete,
Dein
Herz
sehnt
sich
nach
Liebe,
Waiti
zvichachinja
asi
kwete.
Du
dachtest,
es
ändert
sich
– doch
nein.
Hazvidi
zvetsinga,
Kein
Kampf
nötig,
Kana
ariwako
achadzoka
chete.
Wenn
es
deins
ist,
kehrt
es
zurück.
Zviri
kuita
kunge
zuro
paya,
Es
fühlt
sich
an
wie
gestern,
Pamaiita
kunge
solo
na
Mutsai,
Als
wir
träumten,
du
und
Mutsai,
Asi
sei
zvazodai,
chanyanyonetsa
chiiko
nhai?
Warum
wurde
es
kompliziert?
Rudo
rwaenda
asi
hamuzive,
rwaendepiko?
Die
Liebe
ist
fort
– weißt
du
wohin?
Nguva
chinhu
chakanaka,
kuratidza
shungu
sekuti
zvinhu
zvinake.
Die
Zeit
heilt,
zeig
Hingabe,
dann
gedeiht
alles.
Asi
pane
paunoti
ini
ndaneta.
Doch
wenn
du
müde
bist,
Rudo
chinhu
chakanaka,
ratidzawo
shungu
shungu
shungu
iwe.
Liebe
ist
schön,
doch
dräng
nicht,
Kana
zvaramba
usamanikidze
iwe
siya.
Wenn
es
nicht
sein
soll,
lass
los.
Saka
rega
zviende,
Lass
einfach
los,
Moyo
chaunoda
rudo
chete.
Dein
Herz
sehnt
sich
nach
Liebe,
Waiti
zvichachinja
asi
kwete.
Du
dachtest,
es
ändert
sich
– doch
nein.
Hazvidi
chitsinga
Kein
Kampf
nötig,
Kana
ariwako
achadzoka
chete.×3
Wenn
es
deins
ist,
kehrt
es
zurück.×3
Kana
zvaramba
iwe
siya,
zviende
Wenn
es
nicht
sein
soll,
lass
es
gehen,
Moyo
chaunoda
rudo
chete
Dein
Herz
will
nur
Liebe,
Waiti
zvichachinja
seiko,
seiko
Warum
dachtest
du,
es
ändert
sich?
Ooohh,
yeaah
Ooohh,
yeaah
Inga
zvaidadisawo
wani
Dabei
war
alles
so
deutlich,
Vanhu
vachikuyevai
wani
paya
Die
Leute
bewunderten
dich,
Saka
ndepapiko
pamakairasa
imi
nhai
Warum
hast
du
es
weggeworfen?
Aenda
asi
hauzive,
aendepiko.
Fort
– doch
du
weißt
nicht
wohin.
Оцените перевод
1 Kana Yorira
2 Shoko Rerudo
3 Break Away
4 Without Me
5 Tsime Rerudo
6 Beyond (Heart Mix)
7 Beyond
8 Intro
9 Rega Zviende
10 Ndokuda
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.