Trevor Dongo - Takonana текст песни

Текст песни Takonana - Trevor Dongo



Zim stars you gotta know baby
Trevor D you gotta know baby
Machie you gotta know baby
Mac D production
Ndiwe wakatanga kudaro
Ndiwe waiita zvenharo
Ndiwe wakandinyengadza ukabaya Moyo wangu mm
Kundirwadzisa kwakaunza kuvhiringana pakati pedu bvatapesana
Chikonzero ndiwe waparadza wega zvatakavaka
Zvataiva zvava zvekare
Iwe neni taguma
Dai taikwanisa taidzokera kwatanga tangira
Saka iwe nenii(takonana, takonana, takonana zvachose)
Iwewe neni(takonana, takonana, takonana zvachose)
Iwe nenini(takonana, takonana, takonana zvachose)
Hapachina rudo(takonana takonana)oh baby (takonana zvachose)
Ndiwe wakandivanzira iwe
Ndiwe wakandivhara pfungwa
Ndiwe wakatyora mhiko dzakatanga tasunga
Ndiwe wandirwadza Moyo
Kubaya wangu Moyo nepfumo
Kundigura kunorira ndaperaka Simba
Zvataiva zvava zvekare
Iwe neni taguma
Hazvichakwanisika kudzokera
Kwatanga tangira baby
(Takonana, takonana takonana zvachose)
Iwewe neni, iwewe neni(takonana takonana takonana zvachose)
Hapachina rudo, iwewe neni(takonana takonana takonana zvachose)
Iwewe neni(takonana takonana takonana
Zvachose) ohhooh (takonana takonana takonana zvachose)
Iwewe neni(takonana takonana takonana zvachose)
Baby baby baby (takonana takonana zvachose)
Haufe wakana mumwe akaita seni
Kwauchaenda
Handikusuwe waendaa(yeah yeah yeah) hey
Pataifara tose, pataifara
Pataiseka, pataiseka
Pataifara Hapachina rudoo
(Takonana takonana takonana zvachose)
Isu takonana(takonana takonana zvachose)
Baby takonana (takonana takonana
Baby takonana(takonana zvachose)
Baby takonana (takonana takonana
Baby takonana (takonana zvachose)
Ndiwe waiita zvenharo
Ndiwe waondinyengedza ukabaya Moyo wangu
Ndiwe wakandivanzira iwe
Ndiwe wakandivhara pfungwa
Ndiwe wakatyora mhiko dzakatanga tasunga



Авторы: trevor dongo


Trevor Dongo - First Verse
Альбом First Verse
дата релиза
17-02-2012




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.